Well done, Hon. Minister Tatenda Mavetera,your children reflect strong values of faith, respect, and patriotism, vana vakarerwa nenzira inotya Mwari. Since Primary kusvika now ,form 2 ndiye anotora mukombe muclass . Ayiwa let's show some love ❤️
Happy birthday Honourable Makamborovesa vanhu kuchikoro rimwe gore. Makagurira nepariverside primary on your way from nashville and my classmates spotted you. Teacher akasara ocheuka akaona muclass musisina vanhu vamhanyira iwe panze. Pakazosara pakatsva munhu semunhu
This was true in 2010, when zsm was stronger pahands on apo, ichiinev10 students muclass
Now their enrollment just as big as unis and hands on yacho just as weak too
I remember tiri kuchikoro kuruzevha sekuru was chair of the SDC vaitouya muclass medu kuzodzinga vasina kubhadhara fees votodzinga nesu vazukuru vavo apa he was the one paying our fees
Vaionera but haaa kwete zvekuzowana colours blazer re academic merit. But he was on course, especially for a Boys school pasina motivation yenjani muclass at the time
Vari kuti hakuna ma engineer akadaro varikunyepa ko team riye raingomuka rakananga muclass mukuti rakaendepi , he might be one of those guys . Chinogona chingoriwo chipo chavo chekusageza.
pesinari ayi think vana ngavadanane
ndinodofunga kuti vanofanira kutanga pa orevhu votozowanana kana vabve zera
i also feel kuti vanobva vaitawo healthy competition muclass
during our days zvayinyadzisa kubhayiza mu class hameno vemazuvano kuti vanonyarawo here kudofora