Music Lover

Joined July 2015
976 Photos and videos
Pinned Tweet
14 Dec 2024
Zvino kana gozho racho rodya trap ndoita sei?
69
32
363
40,753
Vanhu muchiri kumboonawo tv hre mudzimba umu or makungo swera pa social media 24/7๐Ÿ˜‚
9
7
48
1,279
DaddyMilan retweeted
27
45
96
17,039
Kahope kanobata after lunch wapedza kudya sadza hakadi uri vendor unozomuka wamumota yekanzuru๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚
24
31
339
6,386
DaddyMilan retweeted
All this shi just to die on a random day
531
50,675
238,602
3,912,403
DaddyMilan retweeted
I remember back in high school, vakanaka vaitamba vega nesuwo tichitamba tega๐Ÿ˜ญ๐Ÿ’”๐Ÿ™Œ
7
13
65
742
Blair toilet apa irinani,chamber irikutonhora amana๐Ÿ˜ญ
5
7
56
828
DaddyMilan retweeted
Elon Musk every time he see people report my accountโ€ฆ ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ
277
1,329
19,324
268,533
DaddyMilan retweeted
I hate hotel bath towels! So thick and fluffy! I canโ€™t even close my suitcase๐Ÿ˜ญ
636
3,468
75,273
2,917,973
DaddyMilan retweeted
Kids these days ka! They don't even know kuti waigona kurova 20km uri musink yeconcrete iya yepanze uchitsika mablankets๐Ÿ˜ญ
35
55
683
25,178
DaddyMilan retweeted
Handisi kufara nevana vanotorwa nemacombie na5:30 to school. Hurumende inoti chii nazvo?
62
66
628
39,623
DaddyMilan retweeted
Recently I check the indoor trash every morning before its taken out. Bhudhi has developed a habit of throwing in random stuff. Musi uno ma remote ese ndomaaive ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚
14
15
251
13,586
DaddyMilan retweeted
Boys remaHonda fit especially mahybrid haa rozoda competition yetakeoff kubva patraffic light tenge tichikuona hedu tiri mumakombie ๐Ÿ‘€
36
38
499
19,872
That saying โ€œkeep your enemies closeโ€ is for people who have time for mind games.
45
503
1,348
31,925
DaddyMilan retweeted
I really believe in being kind towards others. There is no benefit in being an unpleasant person that makes everyone uncomfortable whenever theyโ€™re around.
2
635
1,225
27,436
DaddyMilan retweeted
Hello headmaster fizzi yamadzingira mwana iya ndava nayo
19
49
385
9,623
DaddyMilan retweeted
Having a small body is an anti-aging cheat code. But youโ€™ll deal with small small disrespect.
566
4,180
23,402
628,545
2021 palockdown masoja akasvika paitengeswa huku nemavendor munhu wese akarova sporo achisiya macage avo. so vakangotora huku dzese from different cages bvava pakira mucage one zvikanzi muchasara muchikiyana mega isu tabaya isu..Vanhu vakasara vachinetsana because hapana aiziva kuti dzake ndedzipi. Umwe mdara wekumalawi ndiye ega akagona ku identifyer nekutora huku dzake.. Akangosvika akaridza muridzo huku dzake dzese dzikatanga kusekerera๐Ÿซก๐Ÿ™Œ๐Ÿฝ๐Ÿ‘๐Ÿพ
95
72
525
30,119
DaddyMilan retweeted
They provoked you on purpose so they could claim you were the problem.
69
2,370
7,592
164,940
coworkers hate a quiet person that minds their business
74
1,394
11,438
264,357
DaddyMilan retweeted
Ko iri word rinodeedzwa sei nhai makazens " Bolognese " Ndikutya kuti ndakumakisai futi cause vanhu vanditarisa zviri funny after ndati Spaghetti Bolog...........
14
4
44
2,154