Vabereki vakudhara vaifunga kudarika vemazuvano ava..vamazuvano mwana kungomedza coin kwakutonzi ngaaitwe operation,, isu kare waiti ukamedza coin waibva wanzi medza futi magnet pamsoro orara wakaruma simbi... makseni waimuka magnet ne coin zvakanamira pasimbi🙌🏽