Government must fix our health issues, pamunoti Nyika inovakwa nevene vayo, itaivo kuti vanhu vanorapiwa ne Nyika yavo kwete South Africa, stop blaming vanhu vari kuvaka Nyika yavo ngativake yedu , Leadership stop flying out for medication, indaiwo Kugomo kusina painkiller