Chirwere chakauya cheCoronavirus kana kuti Covid-19, chakaita kuti tigare mudzimba kuitira kuti tisabate hutachiona hwacho.
Kugara pamba usinga bude kwesvondo nhatu kunogona kuti pfungwa dzishushikane.
Muzvare Tarisai Bere
@tdzuda avo vano rapa pfungwa vanotipa mashoko ekubatsira